Title | : | Banga |
---|---|---|
Artist | : | Holy Ten |
Source | : | Youtube |
Year | : | 2024 |
Country | : | South Africa |
Type File | : | Audio MP3 (.mp3) |
Pane Banga Kwarakabva,
Havaimbofa Vega Ava..
Pane Nyaya Dzandzakanzwz,
Ahh..
Pane Varikunetsana,
Pane Hama Dzakabva Zaka..
Pane Varikunetsana,
Pane Banga Kwarakabva..
Ey’ Yeah..
Pane Banga Kwarakabva,
Pane Mwana Akanopenge Mugomo..
After Anwa Kambwa..
Umwe Mwana Akanoperra Mujolo,
Nhasi Abva Arambwa..
Vhenekat Vhengedzai Shoko,
Banga Kwarakabva..
Ey’ Yeah..
Pane Banga Kwarakabva,
Havaimbofa Vega Ava..
Pane Nyaya Yandakanzwa..
Pane Varikunetsana,
Pane Hama Dzakabva Zaka..
Pane Varikunetsana,
Pane Banga Kwarakabva..
Ey’ Yeah.. Ahh..
Hanzi Ndinigi, Vanhu Vati Nikisi.
Pane Mbinjiri Oane Pinjisi..
Vano Mitiswa Vana Life Yavo,
Is In The Same Damn Place..
Kunge Muti Wemu Pichisi,
Rimwe Gor Jaya Rakarasika..
Richimwa Codeine,
Imi Ranga Rasticker..
Dana Vahombe Dana Vanoparidza,
Ko Dare Ngaringoziva, Shanje..
Parinosvika Iwee Pamwe Vanotoziva,
Pamwe Vanotoziva Muguva Pauchapinda Iwe,
Aiwa Ngatimbo Jima..
Pamwe Tingaita Simba Iwee,
Asi Ndoziva, Hatilrwe Nemashoko..
Pane Banga Kwarakabva,
Havaimbofa Vega Ava..
Pane Nyaya Dzandzakanzwz,
Ahh..
Pane Varikunetsana,
Pane Hama Dzakabva Zaka..
Pane Varikunetsana,
Pane Banga Kwarakabva..
Ey’ Yeah..
Pane Banga Kwarakabva,
Pane Mwana Akanopenge Mugomo..
After Anwa Kambwa..
Umwe Mwana Akanoperra Mujolo,
Nhasi Abva Arambwa..
Vhenekat Vhengedzai Shoko,
Banga Kwarakabva..
Ey’ Yeah..